Sanii Makhalima - Dzave Ndangariro Lyrics

Sanii Makhalima – Dzave Ndangariro Lyrics

Sanii Makhalima – Dzave Ndangariro Lyrics

Dzave Ndangariro Lyrics

Mr Mr eh eh eh
Mr Makhalima
Wo u wo, wo u wo, wo u wo
Oh oh ho , ah ah

Mutoro wondiremerera ha aah
Mumoyo munendangariro ha aah
Chiuya undivhenekere ha aah
Mumoyo mangu mune rima
Ndaida kukutsvoda babe one more time
Making love to you goodbye
Zviroto, zviroto
Ndaida kukutsvoda babe one more time
Making love to you goodbye
Zviroto, zviroto
Nzave ndangariro
Nzandichatakura mumoyo mangu
Nzave ndangariro
Nzandichatakura muupenyu mangu
Dzove ndangariro

Rudo rudo rudo, haruperi peri zvekumhanya
Ndoda, ndoda, ndoda kana zuva rimwechete
Chiuya undivhenekere ha aah
Mumoyo mangu mune rima
Ndaida kukutsvoda babe one more time
Making love to you goodbye
Zviroto, zviroto
Ndaida kukutsvoda babe one more time
Making love to you goodbye
Zviroto, zviroto
Nzave ndangariro
Nzandichatakura mumoyo mangu
Nzave ndangariro
Nzandichatakura muupenyu mangu
Dzove ndangariro
(Dzave ndangariro eh eh
Dzave ndangariro
Dzandichatakura mumoyo mangu)
Nzave ndangariro
Nzandichatakura mumoyo mangu
Nzave ndangariro
Nzandichatakura muupenyu mangu
Dzove ndangariro

Mazuva afamba ndichingokusuwa
Ndokuona riniko ndokutsvoda rinhiko
Mazuva afamba ndichingokusuwa
Ndokuona riniko ndokutsvoda rinhiko
Mazuva afamba ndichingokusuwa
Ndokuona riniko ndokutsvoda rinhiko
Mazuva afamba ndichingokusuwa
Ndokuona riniko ndokutsvoda rinhiko

Sanii Makhalima – Dzave Ndangariro Lyrics

READ  Sanii Makhalima - Hazvichaiti Lyrics
Translate »