Sanii Makhalima - Hazvichaiti Lyrics

Sanii Makhalima – Hazvichaiti Lyrics

Sanii Makhalima – Hazvichaiti Lyrics

Hazvichaiti Lyrics

Variko vanobvunzawo zvakawanda, vanobzunza kuti bae wako ari sei Sanii?
Vachinyepedzera kuzungaira, ivo vachiziva kuti zvakafamba sei

Pre Chorus

Akabaya, akaenda, achasuwa zvandaita, akadzoka ndendaneta, ndendisisade nezvake
Wakabaya, wakaenda, achasuwa zvandaita, pauchadzoka ndendaneta, ndendisisade nezvako

Chorus

Kudanana newe Hazvichaiti, kurambana newe ndopandiri,
kupera (kwe)rudo baby haa ndofa inini, (asi) bvuma bvuma baby Hazvichaiti

Verse 2

Handisati ndamboona, mulife mangu handisati ndamboona imi zvakadai,
Waiva kuseri kwekuseri, kuseri kwekuseri, ndokuda baby, asi wakaenda

Pre Chorus

Wakabaya, wakaenda, achasuwa zvandaita, pauchadzoka ndendaneta, ndendisisade nezvako
Wakabaya, wakaenda, achasuwa zvandaita, pauchadzoka ndendaneta, ndendisisade nezvako

Chorus
Bridge
Love love yedu yedu haichaiti, hazvichaiti, chero ini ndichikuda, Hazvichaiti

Sanii Makhalima – Hazvichaiti Lyrics

READ  Sanii Makhalima - Dzave Ndangariro Lyrics
Translate ยป